Friday, February 23, 2007

Hymn 138

Rakanaka iro zuva
Randakatenda kuna She!
Mwoyo wangu fara zvako
Udza vanhu vose naro

Ranaka, ranaka
RaJesu wakandishamba
Iye wakandidzidzisa
Kurinda nekuteura
Ranaka, ranaka

Chanaka chitenderano
Chinondisunga kuna She!
Ngaizadzwe imbayake
Norwiyo rwndinoimba

Rakapera basa guru!
Ndiri wake, uri wangu
Wakandizuva norudo
Ndikamutevera ini

Mwoyo wangu chizorora!
Wakatsaukaniswa kare
Rega kubva Ishe
Kwa’ri zvose zvakanaka

Nokudenga chakanzwikwa
I’chitenderano changu
Napakufa ndingatende
Nokuti’ni ndiri wake

Amen

Source: Nziyo Dze Methodist, Gwelo, Zimbabwe.

8 comments:

  1. i love this song and indeed rakanaka iro zuva randakatenda Kuna Ishe Jesu

    ReplyDelete
  2. Thiѕ іs my first time go to ѕee at heгe anԁ i am trulу pleassаnt to read all аt alone plaсe.


    Take a lοok аt my homеpаgе iphone repair chadstone

    ReplyDelete
  3. Remarkable! Its genuinely remarkable piece of writing, I have
    got much clear idea regarding from this post.

    my website: diets that really work

    ReplyDelete
  4. Good article. I will be dealing with many of these issues as well.
    .

    Also visit my blog post: height and Waist ratio

    ReplyDelete