Thursday, September 20, 2007

Mwari Ndinzwireiwo Ngoni

Mwari, Baba waIshe wedu Jesu Kristu
Asingade kufa kwemutadzi,
asi anoregerera avo vano bvuma zvidariko zvavo.
Ndinunureiwo tenzi. Ndinoziva kuti mundondiponisa nguva dzose.
Ndinoziva kuti munondichengeta. Mune rudo. Munoregerera zvitadzo.
Itai izvi Baba unengoni. Nenzira yaJesu Kristu, Ishe wedu wakakomborerwa. Amen

3 comments: