shona methodist hymns

a forum for the Christian faith, belief in one God, methodist church hymns, the sanctity of life, third world development issues, alleviation of poverty

Tuesday, July 25, 2006

Ndinokutendai Samatenga

Mwari Baba wedu vari kudenga
Ndinotenda netsitsi dzenyu dzisingapere
Ndakakunda zvizhinji mumazuva mashoma apera aya
Zvichisanganisa hutano nekushushwa nevavengi
Asi imi Ishe makandinunura
Makandirapa
Makandipa simba
Muri kundipa makomborero
Hongu ndinoada
Ndidzivirireiwo pakunetswa naSatan
Dzingai mamhepo
Ndiropafadzeiwo neMweya Mutsvene
kuburikidza nezita raJesu Kristu Mwanakomana wenyu

1 Comments:

Blogger Minko Chen said...

burberry outlet online
beats headphones
rolex watches
nike air max uk
nike free 5
louis vuitton outlet online
air jordan 4
true religion outlet uk
oakley sunglasses canada
ferragamo shoes sale
oakley sunglasses wholesale
babyliss pro
ugg boots on sale
replica watches
rolex watches outlet
calvin klein outlet
coach outlet online
michael kors uk outlet
canada goose outelt

Wednesday, January 13, 2016 6:54:00 PM  

Post a Comment

Links to this post:

Create a Link

<< Home