Tuesday, December 08, 2009

Musiki wangu ane rudo rwakakosha

Mwari makanaka kwazvo
Makandinzwira tsitsi
Mukandiregerera zvitadzo zvangu
Mukandiponisa pandairwara
Mukandipa tariro
Mukandipa simba
Mukandipa rutendo muna Ishe Jesu Kristu
Mwana komana wenyu wakakomborerwa
Munondichengeta nguva dzose
Munonditungamirrira
Munondi buritsa mumadzudzo
Ndimi musiki wangu ane rudo kwakakosha
Kudzwai pasi rose, rinhi narinhi
Amen

1 comment: