Ndinotenda nezvipo zvenyu
Muzita raBaba, nereMwanakomana, nereMweya Mutsvene, Amen.
Baba wedu vari kudenga, ndinotenda nekundiropafadza nekugona kuita zvakawanda muzuva rimwe chete. Ndinotenda kuti pari zvino, mandipa makomborero ekukwanisa
Baba wedu vari kudenga, ndinotenda nekundiropafadza nekugona kuita zvakawanda muzuva rimwe chete. Ndinotenda kuti pari zvino, mandipa makomborero ekukwanisa
- kuita maexercises ekuti ndirambe ndiri mutano,
- ndikaenda kubank kunogadzirisa zvebusiness,
- ndikakwanisa kuenda kushopping yembatya kuWelling , Bexleyheath ne kuCrayford,
- ndikazoenda kuWaterloo International kuCentral London kwandatenda matickets ekuenda kuManchester ku AQA meeting yemamoderators e Health and Social Care musi we China ndichidzoka neChishanu
- iye zvino ndauya kuoffice kuzogadzirisa basa.
Zvose izvi ndinoziva kuti ndazvikwanisa nenyasha dzenyu.
Ndinotenda kwazvo. Ndinokumbira mamwe makomborero anobva kwamuri
- ekubudirira muhupenyu,
- ekusashushwa naSatan
- nekusakanganwa kukunamatai nekusingapere.
Amen
0 Comments:
Post a Comment
<< Home