shona methodist hymns

a forum for the Christian faith, belief in one God, methodist church hymns, the sanctity of life, third world development issues, alleviation of poverty

Tuesday, April 28, 2009

Ishe musatitsamwire

Mwari muna masimba ose,
Baba waIshe wedu Jesu Kristu,
Asingade kufa kom'tadzi
asi anoregerera avo
vanobvuma zvidariko zvavo
Ndiregerereiwo zvitadzo zvangu.
Ndinunureiwo mumatambudziko
Ivai neni nguva dzose
Ishe musatitsamwire
Nenzira yaishe wedu Jesu Kristu,
neMweya Mutsvene
Amen.

Hymn 74

8.8.8.8

Zadzisai chirevo chenyu
Mwari, Ishe wechokwadi;
Ose marudzi enyika
Ngaawane ruponiso.

Namabvi kuneyi nyika
Ngaafugame panemi,
Dzidzamare dzose ndimi
Dzireve ukuru hwenyu.

Tongai, Jesu, tongai!
Rwouya nemi rufaro;
Nezvikanganiso zvedu
Yatadzika yose nyika.

Tarirai nyika yedu,
Regererai zvitadzo;
Ishe musatitsamwire
Isingafe mhuri yayo.

Rambai She, tisazvidze
Zvidzidziso zvezwi renyu;
Mutimutsirire Baba
Tigonzwa chokwadi chenyu.

Amen

Source: Nziyo DzeMethodist neminamato, Mambo Press, Zimbabwe.

1 Comments:

Blogger xjd7410@gmail.com said...

toms outlet
cheap jordans
coach outlet store online
true religion outlet online
timberland outlet
cheap air jordans
michael kors outlet
louis vuitton outlet
kobe 10
tory burch handbags
cheap jerseys
air jordans
hermes birkin handbags
oakley outlet
the north face outlet
ghd hair straighteners
coach factory outlet online
true religion outlet
adidas boost
michael kors outlet
lebron 12
michael kors outlet
coach factory outlet online
retro 11
louboutin femme
nfl jerseys
fit flops
coach factory outlet
montblanc pens
coach factory outlet
chenyingying2016718

Monday, July 18, 2016 12:12:00 AM  

Post a Comment

Links to this post:

Create a Link

<< Home