shona methodist hymns

a forum for the Christian faith, belief in one God, methodist church hymns, the sanctity of life, third world development issues, alleviation of poverty

Thursday, June 07, 2007

Jesu ari kundiropafadza

Ndinotenda Ishe Jesu nekudavira miteuro yangu
Ndinotenda nekundiita kuti ndibudirire pakutsvaga nzvimbo itsva yebusiness rangu
Chindikomboreraiwo ndikwanise kuunganidza zvese zviri kudiwa nevaridzi venzvimbo
Ndinokudai tenzi
Munerudo
Mune tsitsi
Ivai neni nguva dzose
Ndidzivirirei pakushushwa neuyo wakaipa
Kubvira iye zvino kudzamara kuve kusingapere
Amen

0 Comments:

Post a Comment

<< Home